Vanhu vanorima gombo vobvisa zvinhu zvakaipa vasati vadyara mbeu dzakanaka. Saizvozvowo, vatendi veKereke YaMwari vanorima mwoyo yavo voishandura kuita ivhu rakanaka nedzidziso dzine rudo rwaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai kuitira kuti vagokwanisa kugovana vhangeri resungano itsva kunyika nemwoyo une rudo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy