Munyika ino yakakwidibirwa nenjodzi dzakasiyana siyana nezvirwere zvinopararira,
vanokwanisa kutipa tariro yeumambo hwekudenga husingaperi
kusina kurwadziwa, kutambudzika, kana rufu, ndiMwari Baba
naMai voga, vakauya soMweya noMwenga.
Sezvakaita Mwari kuti vanhu vazive Kristu
kubudikidza neSungano Yekare, akatidzidzisa kuti tizive
Mai vedu vekudenga kubudikidza neSungano Itsva munguva ino.
Vanhu vanorarama vasingarasi tariro kunyangwe panguva ipi zvayo,
vakazara nokuvonga, vanhu veKereke yaMwari.
Vanotevera dzidziso dzaMai vekudenga uye vanochengeta Sungano Itsva.
Zvinhu izvi zvinofananidzira, nokuti vakadzi ava vanomirira sungano mbiri . . . Asi Jerusarema riri kumusoro rakasununguka, uye ndivo mai vedu. VaGaratia 4:24-26
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy