Vatendi veKereke yaMwari vari pasi rose vanochengeta Pasika yesungano itsva, chokwadi cheMuti woUpenyu.
Kunyange zvazvo vanhu vakatongerwa kufa nekuda kwechivi chaAdhamu naEvha kubva pamuti wokuziva zvakanaka nezvakaipa, Kristu Ahnsahnghong akazivisa kubudikidza neBhaibheri kuti nyama yaJesu neropa rake—chingwa newaini zvePasika— ndizvo Muti woUpenyu muBindu reEdheni, achipa chakavanzika
cheupenyu husingaperi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy