Sezvo vanhu vari kurarama munyika izere nemarwadzo, kutambura, uye kusuwa, Mwari anoda kutipa umambo hwekudenga uko kusisazovizve nerufu, kurwadziwa, kana kusuwa, asi mufaro usingaperi, kufara, uye kunakidzwa zvinofashukira—uhwuu ndihwo hurongwa raMwari.
Mwari akasimbisa sungano itsva kuti ape vanhu umambo hwekudenga husingaperi senhaka. Chakavanzika chekuchengeta maropafadzo muumambo hwekudenga ndiko kuchengeta mitambo yakaita seSabata nePasika tichitevera Kristu Ahnsahnghong, uyo akauya seMurevereri wesungano itsva, uye Mwari Mai, vanova chokwadi chesungano itsva.
Jehovha Wamasimba Ose akapika achiti: “Zvirokwazo sezvandakafunga ndizvo zvichaitika, uye sezvandakarangarira ndizvo zvichaitika.”
Isaya 14:24
Achapukuta misodzi yavo yose pameso avo. Hapachazovazve norufu, kana kuungudza, kana kuchema , kana kurwadziwa, nokuti zvinhu zvokutanga zvapfuura.”
Zvakazarurwa 21:4
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy