Mumufananidzo weMatarenda eGoridhe muBhaibheri, zviito zvevaranda mushure mekugamuchira matarenda avo kubva kuna tenzi wavo zvinoshanda sechidzidzo chakakosha kunhengo dzeKereke YaMwari dziri kufamba munzira yevhangeri nhasi.
Varanda pavakanzwisisa zvaidiwa natenzi wavo pakuvapa matarenda uye vakamufadza nezviito zvavo, tenzi akavarumbidza. Ichi chidzidzo kuti avo vakaziva chinangwa chikuru chaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, vakauya panyika kuzoponesa vanhu, vanofanira kushanda pakuponesa mweya.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy