Sungano itsva yakasimbiswa kuburikidza nerufu rwaJesu, naizvozvo, chido chake. Ine vimbiso yenhaka isingaperi yeumambo hwekudenga.
Ndosaka Jesu akati aida zvikuru kuchengeta Pasika yesungano itsva. Munguva YeMweya Mutsvene, Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakatidzidzisawo kukosha kwayo saka Kereke YaMwari pasi rose inochengeta Pasika yesungano itsva iri tsvene.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy