Vanhu vakatemerwa kufa uye shure kwaizvozvo vagotongwa. Ndicho chikonzero tichifanira kunzwisisa kuda kwaMwari uye torarama upenyu hwedu maererano nekuda kwake kwekuenda kudenga.
Baba vekudenga naMai vekudenga vakauya panyika kuzongotiponesa kubva kumarwadzo egehena, ayo anorwadza kudarika Complex Regional Pain Syndrome, uye vakavamba Kereke yaMwari uye vakagovera chokwadi cheupenyu kwatiri.
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwechete uye shure kwaizvozvo agotongwa, saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.
VaHebheru 9:27—28
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy