Chikonzero chinoita kuti nhunzi dzirarame zuva rimwechete, imbwa dzirarame makore 15, uye vanhu vararame makore 100 ndechekuti zvose zvinogamuchira nguva yekurarama kubva kunanamai vazvo. Vanhu vose tinokwanisa kuva “vana vechipikirwa” vanogamuchira upenyu husingaperi kubva kuna Mwari kana chete tikasangana naMwari Mai vane upenyu husingaperi.
Bhaibheri rinotidzidzisa pamusoro pemhuri yekudenga kubudikidza nemhuri yepanyika inova mumvuri, uye pamusoro paBaba vekudenga naMai vekudenga kubudikudza naAdhamu naEvha uye Gwayana neMukadzi waro (Mwenga). Bhaibheri rinodzidzisawo kuti Mwari Mai, avo vanofananidzwa neJerusarema, ndivo chete vane upenyu husingaperi.
Uye izvi ndizvo zvaakativimbisa, ihwo upenyu husingaperi.
1 Johani 2:25
Uye akandiendesa muMweya kugomo guru refu, akandiratidza Guta Dzvene, Jerusarema, richiburuka richibva kuna Mwari.
Zvakazarurwa 21:10
Asi Jerusarema riri kumusoro rakasununguka, uye ndivo mai vedu. . . . Zvino imi hama, muri vana vechipikirwa saIsaka.
VaGaratiya 4:26–28
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy