Mwari anorayira vana vake kuti vagovere kunhuhwirira kwaMwari Mai kune mumwe nemumwe. Mwana achangoberekwa anonzwa achinetseka paanenge asinganzwi inzwi raMai vake kana kunzwa kunhuwirira kwavo. Nenzira imwecheteyo, mweya yedu haigoni kuenda kuumambo hwekudenga kana tikasiya Mwari Mai.
“Kunhuhwirira kwaMai” kunoreva mwoyo wokudanana, kuva nemwoyo murefu, kusazvitutumadza, kuva nehanya nevamwe, kubatana, uye kuremekedza madzikoma nehanzvadzi nepfungwa dzinozvininipisa.
Kubudikidza neMutambo waMatumba, vana vakaziva rudo rwaMai avo vakazvipira kuitira ruponeso rwevanhu. Kwavari, Kristu Ahnsahnghong akaita chishamiso chekuti mweya mizhinji yakadzoka kuZioni.
Imi, hama dzangu, makadanwa kuti muve vakasununguka. Asi regai kushandisa rusununguko rwenyu munyama; asi shandiranai murudo.
VaGaratiya 5:13
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy