Kereke dzese dzinobvumirana pakudana Mwari kuti “Baba” zvisinei nekuti isangano ripi. Munhoroondo yose, vanhu vakanamata nokutenda muna Mwari mumwechete, Mwari Baba, asi Bhaibheri rinoramba richitidzidzisa kuti, kuti vanhu vagamuchire upenyu uye vopinda muumambo hwekudenga husingaperi, huvepo hwaMwari Mai hunokosha.
Mwari akasika hove dzegungwa, mhuka dzepanyika, shiri dzedenga, nyika yemiti, uye kunyange vanhu kuti vagamuchire upenyu kubudikidza namai, aine vavariro yekuti tizive Mwari Mai vanopa upenyu kubudikidza nechimiro chezvinhu zvose.
“Makafanira, Ishe naMwari wedu, kugamuchira kubwinya nokukudzwa, uye nesimba, nokuti makasika zvinhu zvose, nokuda kwenyu zvakasikwa, uye zviripo nokuda kwenyu.”
Zvakazarurwa 4:11
Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.
Genesisi 1:27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy