PaMutambo weChingwa Chisina Mbiriso, vanhu vose vanofanira kurangarira rudo rwaKristu rwekuzvipira nokutambura pamuchinjikwa, kutendeuka pazvivi zvose zvakare, uye kukurudzira vanhu kuti vatendeuke nechokwadi cheruponeso chaakatitendera.
Mwari Ahnsahnghong naMwari Mai, avo vakauya pasi pano vakafuka nyama, vakararama upenyu hwekuparidza, vachiti, “Tendeukai, nokuti umambo hwokudenga hwava pedyo.”
Neizvi, vakaratidza kuti upenyu hwekuzvipira kuparidza ndihwo upenyu hwakaropafadzwa hunosvitsa pakutendeuka kwakanaka.
“Ndinoti kwamuri, saizvozvo mufaro mukuru uchava kudenga pamusoro pomutadzi mumwe chete anenge atendeuka, kupfuura pamusoro pavakarurama makumi mapfumbamwe navapfumbamwe vasingatsvaki kutendeuka. . . . Saizvozvo, ndinoti kwamuri, pano mufaro pamberi pavatumwa vaMwari pamusoro pomutadzi mumwe chete anotendeuka.”
Ruka 15:7–10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy