Zuva reRumuka kubva kuvafi rakaratidza simba guru raKristu nokuputsa simba rerufu kubudikidza nekumuka kwake kubva kuvafi, uye yakava nheyo yekumutsiridza Kereke yekutanga. Ndiwo zvekare mutambo womufaro netariro unotigonesa kuchengeta kutenda kwedu zvisinei zvazvo nokudzvinyirirwa nekutambudzwa kukuru.
PaZuva Rekumuka Kubva kuVafi, Mwari anopa tariro inofadza yokuti avo vakafa muna Kristu vachamuka kubva kuvafi zvakanakisa uye avo vanenge vachiri vapenyu vachashandurwa pakarepo. Iri ndiro Zuva reKumuka Kubva kuVafi resungano itsva rinochengetwa maererano nedzidziso dzaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
Asi kana kuchiparidzwa kuchinzi Kristu akamutswa kubva kuvakafa, ko, vamwe venyu vangareva sei kuti hakuna kumutswa kwavakafa? Kana kusina kumutswa kwavakafa, saka naizvozvowo Kristu haana kumutswa. Zvino kana Kristu asina kumutswa, kuparidza kwedu hakuna maturo, saizvozvowo nokutenda kwenyu.
1 VaKorinde 15:12–14
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy