Bhaibheri rinopupurira nezva Mwari Baba naMwari Mai kubudikidza naAdhamu naEvha. Sezvo Evha achinzi “mai vavapenyu vose,” akapa upenyu hwepanyama kuvanhu, uye Mwari Mai vakauya pasi rino kuzopa upenyu husingaperi kuvanhu.
Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, . . .” uye akasika murume nomukadzi, uye akashandisa zita reuzhinji rekuti “Erohimu” [Vamwari] kanopfuura ka2,500 muBhaibheri.
Pamusoro pazvo, Akapupurira kuti Mwari Mai variko, avo vanopa upenyu husingaperi kuvanhu kubudikidza neutungamiri hweumwari hwake hwekusika zvinhu zvose kuti zvigamuchire upenyu kubudikidza namai chete.
Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, . . .” Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.
Genesisi 1:26–27
Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose.
Genesisi 3:20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy