Mutambo weChingwa Chisina Mbiriso une mweya wekuzvipira, kutsunga, uye rudo rwaKristu uyo akazvipira kuti aponese vanhu vakatadza kudenga. Tinofanira kupemberera Mutambo weChingwa Chisina Mbiriso, nechinangwa chekutendeuka pazvivi zvedu kubudikidza nokurovererwa pamuchinjikwa uye noupenyu hwaKristu, uye kuti tigovere nomufaro mukutambudzika kwake.
Mwari akauya panyika pano kuzoponesa vanhu, asi kunyange Petro, anozivikanwa nokuda kwokutenda kwake, Judhasi Iskariyoti, navamwe vadzidzi vose vakaita zviito zvakaipa pamberi paMwari. Tichidzidza kubva parudo rwaMwari, uyo asina kuzvidza vatadzi vakadaro asi akava netsitsi navo, iyezvino isu tinofanira kufamba mugwara rekutenda takatakura muchinjikwa wedu.
“Asi izvi zvose zvaitika kuti zvakanyorwa navaprofita zvizadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya uye vakatiza.
Mateo 26:56
Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.”
Mateo 16:24
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy