Mambo Soromoni akati kutya Mwari ndiro basa rose revanhu, uye Jesu akati murayiro mukuru pane yose ndiwo wekuda Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.’ Akasimbisa murayiro wesungano itsva, achitaura kuti rudo ndiko kuzadzisa murayiro.
Mwari akarovererwa pamuchinjikwa nokuti aida vanhu zvikuru.
Mhuka dzose dzaibairwa maererano nemurayiro weTestamende Yakare dzinomiririra Mwari, dzichipupura zvizere kuti Kristu Ahnsahnghong naMai vedu vekudenga, avo vakauya munguva yaMweya Mutsvene, vaizosimbisa sei sungano itsva, kusanganisira zuva reSabata nePasika, kuitira ruponeso rwevanhu.
Zvino zvose zvanzwikwa; houno mugumo wenyaya yacho: Itya Mwari uchengete mirayiro yake, nokuti iri ndiro basa rose romunhu.
Muparidzi 12:13
Vana, teererai vabereki venyu muna She, nokuti ndizvo zvakanaka. “Kudza baba namai vako,” ndiwo murayiro wokutanga une chipikirwa, “kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu hurefu panyika.”
VaEfeso 6:1–3
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy